Vamwe Varimi veFodya Voshora Mitengo Iri Kutengwa Chirimwa Ichi Vachiti Wakanyanya Kuderera

Your browser doesn’t support HTML5

Vamwe varimi vefodya vanoti havasi kufara nemitengo iri kutengwa chirimwa ichi sezvo wakanyanya kuderera panguva iyo nyika yaka tarisana nekusanaya zvakanaka kwemvura mwaka uno. Mumwe murimi wechidzimai wekuMacheke kuManicaland, Amai Bernadette Jesifani votaurawo pfungwa dzavo.