Vhidhiyo Inoratidza Kudonhedzwa nengarava kweZambuko Rine Mukurumbira, reFrancis Scott Key, Riri muBaltimore muDunhu reMaryland muAmerica

Your browser doesn’t support HTML5

Zambuko rine mukurumbira, reFrancis Scott Key riri muBaltimore mudunhu reMaryland muAmerica rakadonha mambakwedza eChipiri mushure mekuroverwa nengarava huru inotakura zvinhu. Vanhu vatanhatu vaishanda pazambuko iri vanofungidzirwa kuti vakafa mushure mekudonhedzerwa mumvura.