Ambuya Vimbiso Karanzi vekuMt. Hampden Vanoti Dai Makuva Ari Kuda Kufunurwa Kuti Pavakwe Cyber City Angoiswa muFenzi Osiiwa Aripo

Your browser doesn’t support HTML5

Ambuya Vimbiso Karanzi vekuMt. Hampden vanoti dai makuva ari kuda kufukunurwa kuti pavakwe guta idzva re Cyber City angosiiwa aripo oiswa mufenzi. Hurumende yakazivisa kuti ine hurongwa hwekufukunura makuva aya sezvo ari munharaunda yakanangana nebudiriro. (Vhidhiyo naNunurai Jena)