Vaimbove Mutungamiri weBato Rinopikisa reCCC, VaNelson Chamisa, Mushure meKutura Mahoko kuVana veZimbabwe muHarare

Your browser doesn’t support HTML5

Vaimbove mutungamiri webato rinopikisa reCCC, VaNelson Chamisa, neMuvhuro vakatura mashoko kuvana veZimbabwe vachivakurudzira kuti vave nechekuita nekusarudza remangwana ravo munyaya dzesarudzo, vachiti hapana remangwana rakajeka munyika kana gakava resarudzo dza 2023 risina kugadziriswa.