Mumwe weChidiki VaTakudzwa Gwanyanya Vari Kuita Mabasa eMawoko Vachikwanisa Kuzviriritira

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe wevechidiki, VaTakudzwa Gwanyanya, vachitsanangura nezvezvinhu zvavanogadzira vachitengesa nevamwe vavo muHarare. (Vhidhiyo naJeff Moyo)