Vamwe veChidiki Vorarama neMabasa eKugadzira neKutengesa Shangu

Your browser doesn’t support HTML5

Cosen Hlalaphi ndemumwe wechidiki anogadzira shangu ari mumusha weChitungwiza achitengesera muguta reHarare. Vechidiki vakawanda vanoti nekuda kwekushaikwa kwemabasa ekubairwa zvitupa vave kurarama nemabasa emaoko ekuzvishandira. (Vhidhiyo na Jeff Moyo.)