Vanhu Vafa Munjodzi yeKubonderana kweMabhazi neRori Mumugwagwa weHarare-Mutare

Commissioner Paul Nyathi

Mutauriri wemapurisa Commissioner Paul Nyathi vazivisa kuti vanhu vana vashaya nhasi paMutangadura, mumugwagwa weHarare-Mutare. Izvi zvatevera kudhumana kwebhazi raTenda, rori nebhazi rekwaPhils and Pats.

Mitumbi yevafa yaendeswa kuchipatara cheMarondera. Vakuvara vaendeswa kuchipatara cheMarondera ichi zvakare vamwe kuParirenyatwa