Sangano reWFP Robatsira Vamwe Vagari vemuChinhoyi neMari yeChikafu neZvimwe

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe mugari wemuChinhoyi, Amai Grace Tendaupenyu, avo vanga vachitora mari yavo mubhanga reAgribank, vanoshuvira kuti dai vangoramba vachipihwa mari nekuti nzara yapfunya chisero munyika. Kunze kwemari yekutenga zvekudya, vamwe vanhu vari kubatsirwa nemari yekupfuya huku, nezvimwewo.