Gweta reNhengo dzeTripple C Dzakasungwa neSvondo, VaJeremiah Bamu, Voshora Mapurisa neKushungurudza Kwaanonzi Akaita Vasungwa Ava

Your browser doesn’t support HTML5

Rimwe remagweta ari kumiririra vasungwa vanodarika makumi manomwe vanove nhengo dzebato rinopikisa reCCC, VaJeremiah Bhamu, vachitsanangura kuti vasungwa ava vane zvichemo pamusoro pemabatirwo avakaitwa nemapurisa pavakasungwa. Vanoti vasungwa havana kuwana mukana wekumiswa pamberi pedare nhasi.