Mumwe Mugari wemuHarare, VaJohn Gumini, Voshora Mabatirwo Avanoti Ari Kuitwa Nyaya dzeHuwori neKomisheni yeZACC

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe mugari wemugata reHarare, VaJohn Gumini, vanoti havasi kufara nemabatirwo avanoti ari kuitwa nyaya yehuwori neskomisheni yeZimbabwe Anti-Corruption Commission, ZACC. VaGumini vanoti zviri pachena kuti dzimwe nyaya dzehuwori hapana kwadzinosvika.