Imba yeMwana waVaMnangagwa Yakatsva Nezuro kuBorrowdale

VaEmmerson Mnangagwa

Imba yemwanakoma wemutungamiri wenyika VaDavid Mnangagwa vanova mutevedzeri wegurukota rezvemari iri kuBorrowdale muHarare inonzi yakatsva nezuro manheru nenguva dza11. 30.

Izvi zviri kuuya mapurisa ati pane vanhu vakapinda bamba apa kaviri kose mumazuva adarika. Mapurisa aburitsa mashoko kuvatori venhau achiti ari kuferefeta nyaya iyi.