Chidiki Votaura neKwavanoti Kushungurudzwa kweVanhu Pamberi peMusangano weSADC

Your browser doesn’t support HTML5

Tapiwanashe Chiriga, wechidiki anoshanda nesangano reHeal Zimbabwe, achitaura pamusoro pekushungurudzwa kweveruzhinji pamberi pemusangano weSADC Summit uchaitwa muHarare mwedzi unotevera. Hurumennde inoti pane vari kuda kukanganisa musangano uyu. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)