Hurumende yeSouth Africa Iri Kuwedzera Kusunga Zvizvarwa Zvedzimwe Nyika Zvisina Magwaro Anozvibvumidza Kugara neKushanda Zviri paMutemo.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurumende yeSouth Africa iri kuwedzera kusunga zvizvarwa zvekune dzimwe nyika zvisina magwaro anozvibvumidza kugara nekushanda munyika iyi zviri pamutemo. Zvizvarwa zveZimbabwe zvakawanda zvabatwa mumambure aya. (Vhidhiyo naThuso Khumalo)