Muzvinafundo Mthuli Ncube Votaura neStudio 7 neZvekupenengura Bhajeti Pakati peGore

Your browser doesn’t support HTML5

Gurukota rinoona nezvemari Muzvinafundo Mthuli Ncube vaparura hurongwa hwepakati pegore hwekupenengura bhajeti renyika nhasi. Vati vanotarisira kuti pane zvavakambotuira hurumende ichasara iine chikwereti chechikamu chinodarika chimwe kubva muzana kana kuti 1,3%. Vhidhiyo ina Tobias Mudzingwa.