VaRobson Chere neVamwe Voenda Kudare neHembe Dzineropa Mushure Mekurohwa neVasori

Your browser doesn’t support HTML5

Varwi vekodzero vakasungwa mazuva apfura nevanofungidzirwa kuti vasori vachisvika kumatare edzimhosva nhasi muHarare. Varwi vekodzero ava vanoti VaRobson Chere, VaSamuel Gwenzi, VaVusimuzi Moyo naMuzvare Namatai Kwekweza. Vese vanonzi vakarohwa zvakaipisisa uye vamwe vange vachi tadza kufamba.