Mumwe Mambo Anoti Hapana Bato Rinogona Kuvatenga Sezvo Vari Ivo Varidzi veNyika

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe wemadzishe apiwa motikari nhasi, VaNelson Murandu, vekuMasvingo, kana kuti Mambo Nemauzhe vaudza Studio 7 kuti hapana bato rinogona kuvatenga nekuti ndivo varidzi venyika. (Vhidhiyo naCosta Nkomo)