Gavhuna veReBZ, VaJohn Mushayavanhu Vachitaura nezveMari yeNyika yeZiG Pamwe neMisangano yeWorkd Bank neIMF Yavari Kupinda muWashington DC

Your browser doesn’t support HTML5

Gavhuna veReserve Bank of Zimbabwe, Doctor John Mushayavanhu Vachitaura nezvemari yenyika yeZiG pamwe nemisangano yavari kupinda yeWorkd Bank neIMF ye2024 MEFMI Combined Forum muWashington DC muAmerica. (Vhidhiyo naMarvelous Mhlanga-Nyahuye)