Mutungamiri wenyika vari Mutungamiri weZanu PF uye Sachigaro veSADC, VaEmmerson Mnangagwa, Vachikorokotedza FRELIMO neKukunda muSarudzo

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri wenyika vari mutungamiri weZanu PF vari zvakare sachigaro veSADC, VaEmmerson Mnangagwa, vakorokotedza bato re FLERIMO pamwe nemutungamiri waro, VaDaniel Chapo nekwavanoti kukunda musarudzo dzichangobva kuitwa muMozambique. (Vhidhiyo naCostah Nkomo)