Zvimwe Zvizvarwa zveZimbabwe Zvinoshanda kuBotswana Zvinoti Kunyange Hazvo paMuganhu Pari Kunonoka kuDhindirwa Magwaro Zvichamirira

Your browser doesn’t support HTML5

Zvimwe zvizvarwa zveZimbabwe zvinoshanda kuBotswana zvinoti kunyangwe hazvo zviri kutora nguva ndefu kudhindirwa mapepa ekufambisa pamuganhu wenyika iyi neZimbabwe zvichamirira kusvika zvabatsirwa kuitira kuti zvinge zvave kumusha kune hama neshamwari. (Vhidhiyo naShingirai Madondo)