Amai Sithokozile Ketye vekuWard 2 kuMasvingo Vanoti Vari Kufara neRubatsiro rweZvikwanisiro Rwakabva kuMasangano Anobatsira Vasingaone

Your browser doesn’t support HTML5

Amai Sithokozile Ketye, mumwe mugari wekuWard 2 mudunhu reMasvingo, vanoti vari kufara zvikuru nekubatsirwa nezvikwanisiro zvichaitawo kuti hupenyu hwavo hureruke uye vaonekwe kana nevatyairi vedzimotokari pavanenge vachifamba. (Vhidhiyo naGodfrey Mtimba)