Vamwe Vechidiki vekuDema kwaSeke Vowana Cheuviri Kubva muKutakura Zvinhu neVanhu

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe wevechidiki, VaInnocent Mugabe, vanogara kuDema kwaSeke kumashonaland East, avo vasati vava nemudhudhu, vanoshandisa bhizautare ravakaisa chingoro kumashure chavanodhonza vachitakura, izvo vanoti zviri kuvaitisa mari pamwechete nekusimbisa muviri wavo. (Vhidhiyo naJeff Moyo)