Vagari muHarare Vanoti Kanzuru Haisi Kuvapa Zvavanokodzera Kuwana Iyo Ichiti Vabhadhare Zvikwereti

Your browser doesn’t support HTML5

Vagari vemuguta reHarare vari kuchema nekushaya zvikwanisiro zvakaringana kubva kukanzuru yavo zvakaita semvura, kutakurwa kwemarara nekugadzirwa kwemigwagwa. Asi kanzuru inoti kana vagari vakabhadhara zvikwereti zvavo zvose zvavanoda zvichazadzikiswa. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)