Huwandu hweMotokari muGuta reHarare Hononotsa Vaakawanda Kusvika kuDzimba neNguva

Your browser doesn’t support HTML5

Huwandu hwemotokari muguta reHarare hunonzi hwave kukonzeresa kusafamba zvakanaka kwemotokari mumigwagwa zvave kuita kuti vamwe vanhu vanonoke kusvika kunzendo dzavo sezvo vave kupedza nguva yakarebesa vari mumigwagwa. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)