Vamwe Vagarai vemuHarare Vari Kuchemachema neKusafamba Zvakanaka kweDzimotokari Kana kwaNaya
Your browser doesn’t support HTML5
Vamwe vagari vemuguta reHarare vari kuchemachema nekuda kwekusafamba zvakanaka kwedzimotokari mumigwagwa mizhinji inobva mukatikati meguta iri, zvikuru sei kana kwanaya,izvo zviri kuita kuti vanonoke kusvika kudzimba kana kumabasa. Tobias Mudzingwa anotipa nyaya inotevera.