Vamwe Votambira Danho Rakatorwa neHurumende Rekuti Vanhu Vagare Mudzimba

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe mugari wemumusha unogara veruzhinji weMbare, VaFarai Mwaera vati danho rakatorwa nehurumende idanho rakanaka zvikuru vachiti danho iri rinobatsira kuti kuti chirwere cheCovid19 chisapararire. Vhidhiyo ina Thomas Chiripasi.