Vanotengesa Pamisika kuMbare Vochemachema Nenzara
Your browser doesn’t support HTML5
Vanotengesa pamisika kuMbare vochemachema vachikurudzira varimi kuti vaunze zvirimwa zvavo sezvo vasisina zvekutengesa uye mhuri dzavo dziri kuziya nenzara sezvo vanhu vazhinji varikugara mudzimba senzira yekurwisa chirwere cheCoronavirus. Vhidhiyo ina Thomas Chiripasi.