Vashandirwi Vanoti Vanhu Vanofanirwa Kutaurirana

Kune mashoko anoti vemabhizinesi vanga vachityityidzira vashandi kuti vaende kubasa. Asi vashandirwi vanoti ichi hachisi chokwadi. Vachangosiya chigaro chemutungamiri weZimbabwe National Chamber of Commerce kana kuti ZNCC, VaLuxon Zembe, vaudza Patience Rusere weStudio7 kuti kutaurirana ndiko chete kunogadzirisa zvichemo zvevashandi.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...