VaChamisa Vanoti Hurumende Inofanirwa Kubata Zvinhu Zvinopedza Huori neHutongo Hwakanaka

Your browser doesn’t support HTML5

Mumiriri weKuwadzana East, VaNelson Chamisa veMDC-T, vanoti zvinoratidza pachena kuti hurumende mubhajeti rayo haisi kuita hany'a nekugadzirisa nyaya dzehuori, nyaya dzehutongo hwakanaka, pamwe nezvinhu zviri kunetsa vanhu muhupenyu hwavo.