Vatyairi Votora Nguva Yakareba Vari paBeitbridge

Your browser doesn’t support HTML5

Midungwe yemotokari nemarhorhi iri kuramba ichireba paBeitbridge apo vanhu vari kutora mazuva akawanda vakamirira kudhidhirwa magwaro avo ekufamba kuti vapinde muSouth Africa.