VaMnangagwa Vanotoreswa Mhiko

Your browser doesn’t support HTML5

Vakabata bhaibheri mumaoko, VaEmmerson Mnangagwa, vati vachava munhu anovimbika kuzvizvarwa zveZimbabwe, o=uye kutevedza nekuremekedza pamwe nekuchengetedza bumbiro remitemo yenyika.