Vanhu Vanonzwa Kushinga, Kugona Basa neZvimwe Zvakaitwa naSandra Nyaira

Your browser doesn’t support HTML5

Muzvinambiri munyaya dzekuburitswa kwenhau munyika, Sandra Nyaira, aradzikwa zvine mutsindo nhasi kumarinda ekuWarren Hills muHarare hama neshamwari dzichirumbidza mabasa aakaita achiri mupenyu