WFP Inopa Vagari vekuChebvute kuMasvingo Mari Inotangira Pamadhora Mashanu ekuAmereka Kusvika Pamakumi Maviri Emadhora paMwedzi yeChikafu
Your browser doesn’t support HTML5
Ambuya Sostina Mudzura, vatendenda zvikuru WFP nekuvapa chikafu vachiti vange vakaomerwa neupenyu sezvo hurumende isiri kuita zvakakwana kuti vawane raramo kwayo. Sangano re WFP rakavakira vagari veChebvute dhamu rekudiridzira mapindu avo emuriwo pamwe chete nekuvaka dziva rekuchengetera hove.