Vanotengesa muMingwagwa neMisika Votyira Kubatira Coronavirus

Your browser doesn’t support HTML5

Vanotengesa mimisika yezvirimwa nembatya vanoti vanobvuma kuti musika yavo i mbovharwa kuti vadzirirwe kubva kuchirwere cheCOVID-19 asi vanoti hurumende unofanira kuvabatsira kuti varambe vachirarama apo misika yavo inenge yakavharwa. Izvi zvinoitika apo kanzura yeHarare yanyorera kuhurumende.