Lawrence Simbarashe "Mudhara Bhonzo" Anoradzikwa kuChitungwiza

Your browser doesn’t support HTML5

Vanoita zvemitambo vanoti hurumende haisi kuvakoshesa vachiti vave kuda kuti hurumende iwumbe bazi rakazvimirira rinoona nezvemitambo. Izvi zvabuda pakuvigwa kwaVaLawrence Simbarashe avo vaizivikanwa mune zvemitambo kana kuti ma drama nezita rokuti Mudhara Bhonzo. Kessie "Muchaneta" Magosha otaura.