Vabereki Vokurudzirwa Kuti Vana Vanehutera Vadzidziswewo Kuzviitira Zvimwe Zvinhu Kwete Kungovachengeta Mudzimba
Your browser doesn’t support HTML5
Nyanzvi munyaya dzeutera, kana kuti Autism, dziri kurudzira veruzhinji kuti vaendese vana vane dambudziko reutera kunzvimbo dzavanokwanisa kudzidziswa kuzvibatsira muhupenyu hwavo,kwete kungovachengeta mudzimba. Nyaya ina Rutendo Mawere.