VaSeretse Khama Ian Khama Vanopinda Musangano Vachizeya Nyaya dzeHupfumi

Your browser doesn’t support HTML5

Vaimbove mutungamiri weBotswana, VaSeretse Khama Ian Khama, vanoti Zimbabwe ine zvose zvinoita kuti ibudirire asi zvinoda kuti vatungamiri vazvipire nemoyo yavo yose kuitira kuti nyika ibudirire.