Madzimai Oita Mabasa Akasiyana Siyana Kuti Vachengete Mhuri

Your browser doesn’t support HTML5

Amai Susan Kufandaedza vachibura mabhanzi avanga vachibikira nhengo dzeZanu Pf dzeProvincial Executive Committee kuti dzitenge dzapedza musangano wavo wekutanga gore rino. Mabhanzi aya anobikirwa muhovhoni inoshandisa huni. Vhidhiyo Nunurai Jena.