Vanhu Vanosvika Mazana Maviri Vopiswirwa Dzimba Dzavo neMapurisa Papurazi raVaPhillip Chiyangwa kuChinhoyi

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe wevakapisirwa dzimba dzavo asi vasina kwekuenda ndiVaPatrick Mafusire.Vanobvuma kuti havana gwaro rekuti vagare papurazi iri asi vanoti purazi iri ndere kanzuru yeChinhoyi kwete raVaChiyangwa. Vanoti sezvo dare rakapa mutongo neChishanu vangadai vapihwa mazuva ekuti vabve.