Mamwe Makambani eMafuta Oyambirwa Kutorerwa Marezenisi

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Hurumende inoti ichatorera marezenisi makambani ezvemafuta kana akaramba achiita zvisina tsarukano zvainoti zviri kukonzera kushaikwa kwemafuta edzimotokari mumagaraji.