Zimbabwe Yobatana neDzimwe Nyika Kucherechedza Mazuva Gumi neMatanhatu eKukurudzira Kuchengetedzwa Kwekodzero dzeVanhu
Your browser doesn’t support HTML5
Masangano nemapato ezvematongerwo enyika oenderera mberi achicherechedza mazuva gumi nematanhatu ekukurudzira kuchengetedzwa kwekodzero dzevanhu zvikuru madzimai nevanasikana kubva kumhirizhonga yemudzimba. (Vhidhiyo na Arthur Chigoriwa)