Nhengo yeZanu PF VaAbsolom Sikhosana Vanovigwa kuHeroes Acre muHarare
Your browser doesn’t support HTML5
Nhengo yeZanu PF, VaAbsolom Sikhosana, vanovigwa kuHeroes Acre muHarare mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vachikurudzira vanhu kuti vasaratidzire munguya ino yeCovid-19 vachiti kuita izvi kunoisa vamwe vanhu munjodzi. Vhidhiyo ina Thomas Chiripasi.