Sangano reZimbabwe Lawyers For Human Rights Roshora Hurumende neMabatiro Ainoita Vanhu Vanosiiswa Misha Yavo

Your browser doesn’t support HTML5

Magweta anorwira kodzero dzevanhu eZimbabwe Lawyers For Human Rights anoti hurumende haisi kubatsira vanhu vanosiiswa misha yavo nezvikonzero zvakasiyana siyasiyana kana kuti internally displaced persons. Rimwe gweta rinorwira kodzero dzevanhu votaura maonero avo. Nyaya ina Godwin Mangudya