Gweta Ririkumirira Vana Chiremba Varikuratidzira Rotaura Nezve Chiitiko Ichi

Your browser doesn’t support HTML5

VaDough Coltart gweta riri kumirira vana chiremba vemuzvipatara zvikuru zvehurumende vari kuenderera mberi vachiramwa mabasa rotaura nemafambiro arikuita zvinhu. Vana chiremba vanoti vachadzokera kubasa chete kana, Dr Peter Magombeyi, avo vakapambwa nemusi weMugovera manheru, vadzoswa vari vapenyu.