VaMnangagwa Vashoropodza veMabhizimusi Kukwidza Kwavari Kuita Mitengo

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vashoropodza vemabhizimusi nekukwidza kwavari kuita mitengo zvinhu vachiti izvi zviri kudzosera shure hurongwa hwavo hwekuvandudza hupfumi hwenyika. (Thomas Chiripasi)