Vanhu Vakawanda Vochema Chema neHurongwa Hwekurambidza Makombi Kupinda Mukati Meguta reHarare

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe mugari wekuChitungwiza uye achishanda pane chimwe chitoro chiri pakati pedhorobha, VaLiberty Mombendambe, vati zvavatorera nguva yakareba kuti vafambe kubva kuCoca-Cola kwavaburutsirwa kuti vapinde mudhorobha. Nyaya ina Thomas Chiripasi.