Vanotengesa Mumigwagwa Pamwe neVatyairi veMakombi Vanoti Havasi Kufara neKudzingwa muGuta reMasvingo neMapurisa neMasoja Ange Ane Zvombo
Your browser doesn’t support HTML5
Mumwe anotengesera mumigwagwa, Muzvare Faith Moyo, vanoti vanoshushikana zvikuru nekudzoka kwaita mauto mumigwagwa vachiti izvi zvinovatyisa uye kutadzisa kuita basa rinovararamisa. Nyaya ina Gandri Maramba