Vamwe Vagari Vemu Chinhoyi Vochemachema Nekunzi Vaunze Zvitupa Pakutenga Hupfu
Your browser doesn’t support HTML5
Vamwe vagari vemuChinhoyi vanoti havasi kufara nedanho rakatorwa nevamwe vanotengesa hupfu rekuti munhu aburitse chitupa chake kuti atenge hupfu hweRoller meal.
Zvitoro zvakaita seN. Richards, Gain Wholesale neOK Zimbabwe vave kutengesera hupfu kune munhu anenge ayine chitupa chete.