Vamwe Vadare Veparamende Voshanyira Chikurubi

Your browser doesn’t support HTML5

Vange vakabata chinzvimbo chasachigaro wekomiti inoona nezvehutano, VaDaniel Molokele vati vasungwa ndevamwe vevanhu vane mukana mukuru wekubatwa neHIV uye sekomiti vachashanda kuona kuti vasungwa vawaniswa mushonga pamwe nekudzivirirwa kuHIV.Vati vanotsigirawo kuti vasungwa vapihwe makondomu.