Zuva reVapoteri Rocherechedzwa Pasi Rose
Your browser doesn’t support HTML5
Mukuru anoona nezvekuchengetedzwa kwevapoteri muZimbabwe musangano reUNHCR Amai Mwongeli Makau vati zuva riri kucherechedzwa pasi pedingindira rekuti Taking A Step With Refugees rakakosha zvikuru sezvo paine kurudziro yekuti vanhu vese vaone zvavangaite mukusimudzira mugariro wevapoteri vari munyika