Rwanda Inocherechedza Kusvitsa Makore Makumi Maviri neMashanu Zvichitevera Kupondwa Kwemarudzi Kwakaitika Muna 1994
Your browser doesn’t support HTML5
Apo Rwanda iri kucherechedza makore makumi maviri nemashanu kubva paitika kupondwa kwemarudzi muna 1994, mumiriri wenyika iyi muZimbabwe, VaJames Musoni, vanoti zvakakosha kuti vana veZimbabwe vabatane nekushanda pamwe kuitira kuti nyika ive nerunyararo nebudiriro. Nyaya ina Godwin Mangudya.